Bhaibheri

Mambo NdiMwari

Catholic · Nziyo · 325

R. Mandigo

Chorus

M Mambo ndi-i-Mwari Ndi-Mwari V: S/A Mwari mukudzei hongu Alleluya B --- Mambo mukudzei Alleluya

1

Tarirai Ishe naMambo anouya nokukunda nohumambo, Ma-mbo ---

2

Nokuti zvose zviri kudenga nezviri pasi ndezvenyu, Ma-mbo ---

3

Ukuru ndohwenyu nesimba nembiri munobata umambo pamusoro pazvose, Mambo ---

4

Makakudzwa muri pamusoro pazvose paruoko rwenyu pane simba nohumambo, Mambo ---

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.