Bhaibheri

Mambo Wangu Zvino Ndoenda

Catholic · Nziyo · 374

Rev V. Muzeza

Chorus

M: Mambo wangu zvino ndoenda kumusha asi kwete ndoga V: S/A Ndoenda kumusha kwete kwete ndoga ndinoenda nemi kumba kwangu – ndinoenda nemi Mambo ndinoda kuti mukomborere mabasa angu omuswere wose wezuva B Ndoenda kumusha kwete kwete ndoga ndinoenda nemi kumba kwangu – ndinoenda nemi Mambo ndinoda kuti mukomborere mabasa angu omuswere wese wezuva

Chorus

S/A Ndinoenda nemi kumba kwangu ndinoenda nemi Mambo, ndinoda kuti mukomborere mabasa angu omuswere wese wezuva B Ndinoenda nemi kumba kwangu ndoenda nemi Mambo, ndinoda kuti mukomborere mabasa angu, omuswere wese wezuva

1

Kana ini ndinemi hakuna ngozi ingawana mweya wangu Mambo

2

Mambo ndimi muvaraidzi, ndimi nzira, ndimi mudonzvo, ndimi mwenje, ndimi zvose

3

Vanotarisira kunemi havana chigumbu Mambo

4

Ndinoenda nemi ndinoda kugara nemi Mambo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.