G.C .Mahoya
Chorus
M Mwari musina mugumo musiki wangu V:S/A Mambo wangu-u makandisika-ha ndikuitirei makandipa zvipo zvakawanda, mukanditumira mununuri Yesu andiratidze nzira yoruponeso B --- Baba vangu makandisika kuti ndikudei makandipa zvipo zvakawanda, mukanditumira mununuri Yesu, andiratidze nzira yoruponeso
1
Dai musirimi Yesu wangu ndingadai ndakarasika regai kundisiya
2
Deno musingadi kundiregerera ndingadeno ndakarasika regai kundisiya
3
Nokutadza kwangu ndakachinyira Kirike renyu dzvene
4
Panzvimbo yokuratidza hama dzangu makwara akanaka ndakadzigumbusa regai kundisiya
Chorus
B Pindutsai mwoyo wangu ndive --- wakasimbarara --- zviyedzo zvose nokupupurira chitendero --- dzakarurama, simbisai chitsidzo changu S/A --- Pindutsai mwoyo wangu kuti ndive nomwoyo unokurira zviyedzo zvose kupupurira chitendero netsika dzakarurama, simbisai chitsidzo changu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.