L. Mukosera
Chorus
M Mwari wangu ndanyudza midzi murudo rwenyu S Ndanyudza midzi yangu murudo rwenyu Mwari Baba ndinotenda ndinokuonaiwo patsva mashoko enyu mumwoyo mangu A --- Midzi yangu murudo rwenyu Mwari Baba ndinotenda ndinokuonaiwo patsva mashoko enyu momwoyo mangu B --- Midzi yangu --- rwenyu Mwari Baba ndinotenda --- o-naiwo patsva --- enyu mumwoyo mangu
1
Anondiratidza nzira yokukuzivai nayo chibataiwo mwoyo wangu
2
Dziviriraiwo zvose zvamakadyaramo ndiri kuswedera pedyo nemi
3
Ndinozvikumikidza kwamuri Mwari Baba itai kuti nditendere
4
Ndigare nokukura ndiri mwana wenyu wamunofarira zvikuru
Chorus
S/A Ndinokuonaiwo patsva mashoko enyu momwoyo mangu B --- Onaiwo patsva --- enyu mumwoyo mangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.