Bhaibheri

Mweya Wangu Unopembererera Mambo

Catholic · Nziyo · 665

R. Zinyohwera

Chorus

M: S/A Mweya wangu unopemberera Mambo V: S/A Nomoyo wangu wose-e unopemberera Mwarii ndinorumbidza Mambo muponesi wangu B Nomoyo wanguu mweya wangu unopemberera ini Mambo muponesi wangu

1

Nokuti wakatarisa netsiye nyoro netsiye nyoro-o muranda wake

2

Samasimba wakandiitira zvinhu zvikuru zita rake rinoera

3

Anonzwira tsitsi avo vanomutya-a kubvira chizvarwa nechizvarwa

Chorus

S/A Ndinopemberera-a ndinopemberera Mwarii marudzi ose achanditi munatswi B Ndinopemeberea-a ini kubvira zvino achanditi munatswi

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.