Bhaibheri

Akaropafadzwa Munhu Uyo

Catholic · Nziyo · 7

Sr Thomas Nyamakwere (HLMC)

Chorus

M: Akaropafadzwa munhu uyo V: All Akaropafadzwa akaropafadzwa muranda anomirira kusvika adzoka

1

Ane ropa rakanaka munhu anotya Mwari anotarira zvikuru mirairo yake.

2

Pfuma nezvakawanda zviri mumba make kururama kwake kunogara narini.

3

Vana vake vachava nesimba rudzi rwavakarurama ruchakomborerwa-a.

Chorus

All Muranda anomirira kusvika adzoka.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.