Bhaibheri

Ndiye Mambo Pachake

Catholic · Nziyo · 772

J. Kaseke

Chorus

M: Ndiye Mambo pachake V: S Ndiye Mambo akaita marudzi ose ave rudzi ndiye rugare-e A Ndiye Mambo akaita marudzi ose, ose-e-e, ave rudzi rumwe chete, ndiye rugare rwedu B Akaita marudzi ose, kuti ave rudzi rumwe chete, ndiye rugare rwedu

1

Pururudzirai Mambo nyika dzose, muitire Mambo nomufaro

2

Uyai pamberi pake muchiimba nokufara

3

Zivai kuti Mambo ndiye Mwari, ndiye akatiita tiri rudzi rwake

4

Pindai pamasuwo ake muchitenda, rumbidzai zita rake muchiti mazviita

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.