Sr Victoria Sanyika (LCBL)
Chorus
M Pakutanga izwi wakanga ari Mwari V: S/A Izwi wakava munhu, akava munhu izwi wakagara pakati pedu...x2 B --- Wakava munhu wakava munhu izwi wakagara pakati pedu...x2
1
Yohane akatumwa akauya kuzova chapupu chechiedza chaYesu
2
Yesu akauya kuna vake asi Havana kumugamuchira
3
Vakatendera akavapa simba rokuva vana vaMwari
Chorus
All Ndiye mwanakomana mumwe chete waBaba ndiye chiedza chaicho chiedza-ha chinovhenekera munhu wose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.