Br Samson Mudadi
Chorus
M: Pana mweya waMambo ndipowo V: S Pano rusununguko pana Mweya waMambo, pana mweya waMambo, pano rusununguko B Pano rusununguko --- pana Mweya waMambo --- mweya waMambo, ndipo pano rusununguko
1
Akakomborerwa munhu asingavengerwi zvakaipa naMambo, asino kunyengerwa pamweya wake.
2
Nokuti ruoko rwenyu rwakanga rwakanditsimbirira, ndikarwadziwa sendabayiwa nomunzwa.
3
Asi zvino ndareurura matadzo angu, handina kuvanza mhosva dzangu
4
Ndakati ndinoda kureurura zvivi zvangu, ndoreurura matadzo angu kunemi Mambo
Chorus
S Njodzi dzowakaiipa dzakawanda --- anovimba --- Mwari anokomberedzwa negomborero B Njodzi dzowakaiipa dzakawanda --- anovimba --- ndiye anokomberedzwa negomborero
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.