A. Shamu Maurunge
Chorus
M: Pane chido V: S/A Pane chido norudo --- Mwari aripowo B Pane chido norudo ipapo Mwari aripowo
1
Mukadzi wako achava somuzambirika, pamadziro emba yako
2
Anogara achibereka, vana vako vazhinji
3
Uchaona vana vavana vako, uve norugare
4
Vachaimba vachireva nzira dzaMwari, nokuti mbiri yake ihuru
5
Uchaona chikomborero chaMwari, mazuva ose orupenyu rwako
6
Nokuti Mwari ari kumusoro, kunyange zvakadaro ane hanya navanhu vose
7
Rudo rwaKristo rwakatiunganidza pamwe chete, ngatipembere nokufara naye
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.