Bhaibheri

Takasikwa naye

Catholic · Nziyo · 900

W.C. Ringisai

Chorus

M: Takasikwa naye-e-e V: S/A Vanhu vaMwari-i-i takasikwa naye-e vanhu vaMwari-i-i tiri vanhu vaMwari vanhu vaMwari-i takasikwa naye B Vanhu vaMwari-i ta-ka-sikwa naye tiri vanhu vaMwari taksikwa naye tiri vanhu vaMwari takasikwa naye

1

Moyo wangu unoimba unoimba nokuti makandiitira zvakanaka

2

Ndinokudai Mambo ndinokudai ndinoimbira Mwari

3

Ndichadana kunemi Mwari kunemi Mwari munofanira kurumbidzwa

4

Naizvozvo ndichaponeswa-a kuna vavengi vangu

Chorus

S/A Ndimi runyanga-a runyanga rwokuponesa shongwe ya-ngu ya-kakwirira munofanira-a kurumbidzwa B --- Mambo ndimi runyanga-a ndimi runyanga ewokuponesa – ya-ngu ya- kakwirira munofanira kurumbidzwa

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.