B. Jose
Chorus
M: Mwari Mambo Tambirai V: All Tambirai mwana wenyu, tambirai mwana wenyu mugare naye misi yose
1
Mambo mukayeuka zvivi angasarangwe ndiyaniko?
2
Munzwireiwo tsitsi Mambo mumutore mugare naye
3
Muregereriwo Mambo zvitema zvake zvose zvose
4
Mwana ndowenyu uyu Mambo musamukande kwakadaro
5
Tandirai vavengi kure vanoda kuti vamutore
Chorus
All Muregerereiwo Mambo zvitema zvake zvose zvose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.