Bhaibheri

Tauya Nezvipo Zvomupiro

Catholic · Nziyo · 912

Fr E. Ribeiro

Chorus

M Tauya V: All --- Nezvipo zvomupiro M Tauya V: All --- Nezvipo zvomupiro kuzopfugamira Mambo M Kuzopfugamira Mambo x3 V: All Pfugamira Mambo x3

1

Uyai munzwe imi mose, ndichakududzirai zvaakatira mweya wangu.

2

Wakashandura gungwa rikava nyika yakaoma, vakayambuka rwizi netsoka.

3

Anobata umambo nokusingaperi nesimba rake, meso ake anocherechedza ndudzi.

4

Rumbidzai Mwari, imi vanhu, inzwi rokumurumbidza ngarinzwike.

5

Iye anopa mweya yedu rupenyu, asingatenderi kuti tsoka dzedu dzitedzemuke.

6

Ndakachema kwaari nomuromo wangu, akarumbidzwa zvikuru norurimi rwangu.

7

Inzwi rake akava munhu, ndokugara nesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.