O. T Mutyanda
Chorus
M: Tenzi imi ndinodaidza kwamuri gashirai munamato wangu serusenzi V: S/A Teererai inzwi rangu kana ndichidaidza kwamuri --- moyo wangu ngaurege kurerekera kune chakaipa B: Imi ndinodaidza kwamuri gashirai munamato wangu --- inonhuwirira teererai izwi rangu kana ndichidaidza kwamuri moyo wangu Tenzi – kurerekera kune chakaipa
1
Munhu akarurama ngaandirange kana kunditsiura zvinyoro-nyoro.
2
Nokuti tenzi ndinovimba nemi, ndichitsvaga kudzivirirwa nemii
3
Imi mudziviriri wangu imi miri zvose zvandinoda muupenyu huno
4
Ndibvisei mumatambudziko angu kuti ndirumbidze zita renyu
Chorus
All Teererai izwi rangu kana ndichidaidza kwamuri – musandirege ndichibatwa nomusungo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.