Bhaibheri

Munamato Pamberi Pokupfidza

Catholic · Minamato · 27

1

Mwari mune ngoni, ndinokutendai ndakazvidukupisa pamusana petsitsi dzenyu dzose kwandiri. Zvino vhenekerai mweya wangu ndione matadzo ose andinofanira kureurura. Ndibatsireiwo nenyasha dzenyu ndigogona kutaura zvose kumupristi uye ndakazvirereka.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.