1
Mwari imi muri Mwari worugare zvino ini ndiri mukusuwa. Bvisai kusuwa kwangu mundipewo rugare rwenyu. Ndibatsirei kuti ndisapedze nguva nokufunga zvinhu zvandisina simba pamusoro pazvo, ndigone kuzvigamuchira nokuita sokugona kwangu kuti ndikunde.
2
Tenzi ndipeiwo usiku une runyararo uye hope dzakanaka. Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.