Bhaibheri

Ngandiudzirwe Baba

UMC Nziyo 233

1

Ngadziudzirwe Baba Mazwi emwoyo wenyu, Kuti ndakamufadza Ngandizviziviswe zvino. Baba ngandikumbire Ngandisimbiswe nemi, Nhasi nemisi yese Ndichamuteerera.

2

Ngandiudzirwe, Baba, Mazwi erudo rwenyu, Ngandisimbiswe kwazvo, Nekutambirwa nemi, Ndakagarira pano, Ndoda kumutevera, Ndoda kumushandira, Ndoda kumuwombera.

3

Ngandiudzirwe, Baba, Mazwi emwoyo m'chena, Ngandidzidziswe nemi, Ngandimuzive nedi Kuti ndikudze imi, Nekubatsira vamwe, Nekushandira nyika, Nekufarira imi.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.