Love · Rudo
6 verses
Verses about love, mercy, and care for others.
- Johani 3:16
Nokuti Mwari wakada nyika nokudaro, kuti wakapa Mwanakomana wake wakaberekwa mumwe woga, kuti aninani unotenda kwaari, arege kuparara, asi ave novupenyu bwusingaperi.
For God so loved the world, that he gave his only begotten Son, that whosoever believeth in him should not perish, but have everlasting life.
- 1 VaKorinde 13:4
Rudo runomoyo murefu, runomoyo munyoro; rudo harunegodo; rudo harunamanyawi, haruzvikudzi;
Charity suffereth long, and is kind; charity envieth not; charity vaunteth not itself, is not puffed up,
- 1 VaKorinde 13:13
Zvino kutenda, netariro, norudo, zvitatu izvi, ndizvo zvinogara; asi chikuru pakati pazvo ndirwo rudo.
And now abideth faith, hope, charity, these three; but the greatest of these is charity.
- 1 Johani 4:7
Vadikanwa, ngatidane; nokuti rudo runobva kunaMwari, mumwe nomumwe, unoda, wakaberekwa naMwari, unoziva Mwari.
Beloved, let us love one another: for love is of God; and every one that loveth is born of God, and knoweth God.
- 1 Johani 4:8
Usingadi, haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.
He that loveth not knoweth not God; for God is love.
- VaRoma 12:9
Rudo ngarurege kuva nokunyengera. Vengai zvakaipa; namatirai zvakanaka.
Let love be without dissimulation. Abhor that which is evil; cleave to that which is good.
Hymns for this topic
- Ndinouya nemasoko erudoAFM 132
- Rudo runopfuura kuzivaMethodist 174
- Mwari ano rudoMethodist 230
- Mwari worudo rudo rwakakwanaMethodist 287
- Rudo rwaSHE Bambo veduRCZ 105
- SHE ndimi rudo runondidaRCZ 134
- Baba Muri RudoUMC 37
- Jesu Muri Rudo DikoUMC 67
- O Rudo HarungandisiyiUMC 152
- Rudo rwake rwaoneswaAnglican 4
- Mambo worudo,mufudziAnglican 156
- Baba Vano RudoCatholic 44
- Rudo Rwamwari RukuruSalvation Army 29
- Rudo Runokunda RwoseSalvation Army 104
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.