Peace · Rugare
6 verses
Peace for the heart, home, and daily walk.
- Johani 14:27
Ndinokusiyirai rugare; ndinokupai rugare rwangu handikupiyi sokupa kwenyika. Moyo yenyu irege kumanikidzwa, irege kutya.
Peace I leave with you, my peace I give unto you: not as the world giveth, give I unto you. Let not your heart be troubled, neither let it be afraid.
- VaFiripi 4:6
Musafunganya pamusoro pechinhu chimwe; asi pazvinhu zvose, mikumbiro yenyu ngaiziviswe Mwari nokunyengetera nokukumbira, pamwe chete nokuvonga.
Be careful for nothing; but in every thing by prayer and supplication with thanksgiving let your requests be made known unto God.
- VaFiripi 4:7
Zvino rugare rwaMwari runopfuvura kunzwisisa kwose, rucharinda moyo yenyu nemifungo yenyu munaKristu Jesu.
And the peace of God, which passeth all understanding, shall keep your hearts and minds through Christ Jesus.
- Isaya 26:3
Anomoyo wakasimba muchamuchengeta murugare rukuru, nokuti anovimba nemi.
Thou wilt keep him in perfect peace, whose mind is stayed on thee: because he trusteth in thee.
- VaRoma 5:1
Naizvozvo zvitinoruramiswa nokutenda ngative norugare kunaMwari naShe wedu, Jesu Kristu;
Therefore being justified by faith, we have peace with God through our Lord Jesus Christ:
- VaKorose 3:15
Norugare rwaMwari ngaruteme zvirevo mumoyo yenyu, ndirwo rwamakadanirwa vo mumuviri mumwe; ivai nokuvonga.
And let the peace of God rule in your hearts, to the which also ye are called in one body; and be ye thankful.
Hymns for this topic
- Runyararo PausikuBaptist 6
- Rugare Rwoyerera Panzira YanguBaptist 94
- Rugare nhasiBaptist 107
- Runyararo munyika yerima?Methodist 164
- Jesu Mambo worugareMethodist 176
- Mandipa rugare SHERCZ 8
- Rwizi rorugareRCZ 107
- Munhu ha’ngawani rugareRCZ 230
- Mumusha WerunyararoUMC 62
- Runyararo Mumoyo ManguUMC 196
- Mwari Anopa RunyararoUMC 309
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.